Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute

Ayah by Ayah

Tags

Download Links

A translation of every ayah of the Quran in Shona.

Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute translation for Surah Fussilat — Ayah 25

41:25
۞ وَقَيَّضۡنَا لَهُمۡ قُرَنَآءَ فَزَيَّنُواْ لَهُم مَّا بَيۡنَ أَيۡدِيهِمۡ وَمَا خَلۡفَهُمۡ وَحَقَّ عَلَيۡهِمُ ٱلۡقَوۡلُ فِيٓ أُمَمٖ قَدۡ خَلَتۡ مِن قَبۡلِهِم مِّنَ ٱلۡجِنِّ وَٱلۡإِنسِۖ إِنَّهُمۡ كَانُواْ خَٰسِرِينَ ٢٥
Uye takavagadzirira shamwari dzepedyo (vana satani pano panyika) idzo dzakavashongedzera zvaiva pamberi pavo (mabasa erima) neizvo zvaiva mumashure mavo. Uye shoko raenzaniswa rakanangana navo sekuenzaniswa kwarakanga rakaitwa rakanangana nemadzinza akadarika kubva kumaJinn nevanhu vakadarika mushure mavo. Zvirokwazvo, vaiva vakarasikirwa.

Changelog