Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute

Ayah by Ayah

Tags

Download Links

A translation of every ayah of the Quran in Shona.

Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute translation for Surah Fussilat — Ayah 36

41:36
وَإِمَّا يَنزَغَنَّكَ مِنَ ٱلشَّيۡطَٰنِ نَزۡغٞ فَٱسۡتَعِذۡ بِٱللَّهِۖ إِنَّهُۥ هُوَ ٱلسَّمِيعُ ٱلۡعَلِيمُ ٣٦
Uye kana kazevezeve kakaipa kanobva kuna Shaitwaan (Satani) kakada kukutendeutsa (mukuita mabasa akanaka), iva unokumbira ruchengetedzo kuna Allah. Zvirokwazvo, ndivo munzwi wezvose, muzivi wezvose.

Changelog