Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute

Ayah by Ayah

Tags

Download Links

A translation of every ayah of the Quran in Shona.

Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute translation for Surah Fussilat — Ayah 39

41:39
وَمِنۡ ءَايَٰتِهِۦٓ أَنَّكَ تَرَى ٱلۡأَرۡضَ خَٰشِعَةٗ فَإِذَآ أَنزَلۡنَا عَلَيۡهَا ٱلۡمَآءَ ٱهۡتَزَّتۡ وَرَبَتۡۚ إِنَّ ٱلَّذِيٓ أَحۡيَاهَا لَمُحۡيِ ٱلۡمَوۡتَىٰٓۚ إِنَّهُۥ عَلَىٰ كُلِّ شَيۡءٖ قَدِيرٌ ٣٩
Uye kubva muzviratidzo zvavo, ndezvekuti munoona nyika isina chaiinacho, asi kana tichinge tatumira mvura kwairi inodzorwa kuupenyu nekukura (kwezvinhu). Zvirokwazvo, avo vanoipa upenyu, muzvokwadi vanokwanisa kupa upenyu kune vakafa (pazuva rekutongwa). Zvirokwazvo, vanokwanisa kuita zvinhu zvose.

Changelog