Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute

Ayah by Ayah

Tags

Download Links

A translation of every ayah of the Quran in Shona.

Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute translation for Surah Fussilat — Ayah 4

41:4
بَشِيرٗا وَنَذِيرٗا فَأَعۡرَضَ أَكۡثَرُهُمۡ فَهُمۡ لَا يَسۡمَعُونَ ٤
Richipa mashoko akanaka (ekupinda kuParadhiso kweavo vanotenda muhumwechete hwaAllah uye vachivatya), uye nekuyambira (avo vasingatendi kuti kune Gehena), asi vazhinji vavo vanofuratira, naizvozvo hapana chavanonzwa.

Changelog