Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute

Ayah by Ayah

Tags

Download Links

A translation of every ayah of the Quran in Shona.

Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute translation for Surah Fussilat — Ayah 41

41:41
إِنَّ ٱلَّذِينَ كَفَرُواْ بِٱلذِّكۡرِ لَمَّا جَآءَهُمۡۖ وَإِنَّهُۥ لَكِتَٰبٌ عَزِيزٞ ٤١
Zvirokwazvo, avo vaisatenda murangaridzo (Qur’aan) mushure mekunge yauya kwavari (vachawana mutongo). Uye zvirokwazvo iGwaro rinoremekedzwa (rine chiremera nekuti ishoko raAllah iro ravari kurichengetedza kubva mukuchinjwa).

Changelog