Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute

Ayah by Ayah

Tags

Download Links

A translation of every ayah of the Quran in Shona.

Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute translation for Surah Fussilat — Ayah 43

41:43
مَّا يُقَالُ لَكَ إِلَّا مَا قَدۡ قِيلَ لِلرُّسُلِ مِن قَبۡلِكَۚ إِنَّ رَبَّكَ لَذُو مَغۡفِرَةٖ وَذُو عِقَابٍ أَلِيمٖ ٤٣
Hapana chinotaurwa kwauri (Muhammad (SAW)) kunze kwe izvo zvakataurwa kuvatumwa mumashure mako. Zvirokwazvo, Tenzi vako ndivo muridzi weruregerero, uye muridzi wemutongo unorwadza.

Changelog