Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute

Ayah by Ayah

Tags

Download Links

A translation of every ayah of the Quran in Shona.

Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute translation for Surah Fussilat — Ayah 45

41:45
وَلَقَدۡ ءَاتَيۡنَا مُوسَى ٱلۡكِتَٰبَ فَٱخۡتُلِفَ فِيهِۚ وَلَوۡلَا كَلِمَةٞ سَبَقَتۡ مِن رَّبِّكَ لَقُضِيَ بَيۡنَهُمۡۚ وَإِنَّهُمۡ لَفِي شَكّٖ مِّنۡهُ مُرِيبٖ ٤٥
Uye zvirokwazvo takapa Musa, Gwaro (Torah), asi kupokana kwakawanikwa pariri. Uye dai kusiri kuti kwakatumirwa shoko mumashure kubva kuna Tenzi vako, (murango ingadai wakavawira uye) uye zvirokwazvo nyaya iyi ingadai yakatogadziriswa pakati pavo. Asi zvirokwazvo, vane kugunun’una nekusagutsikana kwakanyanya mariri (Qur’aan).

Changelog