Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute

Ayah by Ayah

Tags

Download Links

A translation of every ayah of the Quran in Shona.

Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute translation for Surah Fussilat — Ayah 50

41:50
وَلَئِنۡ أَذَقۡنَٰهُ رَحۡمَةٗ مِّنَّا مِنۢ بَعۡدِ ضَرَّآءَ مَسَّتۡهُ لَيَقُولَنَّ هَٰذَا لِي وَمَآ أَظُنُّ ٱلسَّاعَةَ قَآئِمَةٗ وَلَئِن رُّجِعۡتُ إِلَىٰ رَبِّيٓ إِنَّ لِي عِندَهُۥ لَلۡحُسۡنَىٰۚ فَلَنُنَبِّئَنَّ ٱلَّذِينَ كَفَرُواْ بِمَا عَمِلُواْ وَلَنُذِيقَنَّهُم مِّنۡ عَذَابٍ غَلِيظٖ ٥٠
Uye muzvokwadi, kana tichinge tamuravidza netsitsi kubva kwatiri, mushure mekunge chakaipa (urombo hwakanyanya kana urwere) chamubata, anotaura muzvokwadi achiti: “Izvi zvaitika nokuda (kwekugona) kwangu, handifungi kuti nguva ichava inosvika. Asi kana ndichinge ndadzoswa kuna Tenzi vangu, chokwadi pachange paine zvakanaka zvangu (upfumi) navo.” Pedzezvo, zvirokwazvo, tichava tinoratidza vasingatendi izvo zvavaiita, uye tichavaita kuti varavire mutongo wakaomarara.

Changelog