Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute

Ayah by Ayah

Tags

Download Links

A translation of every ayah of the Quran in Shona.

Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute translation for Surah Fussilat — Ayah 54

41:54
أَلَآ إِنَّهُمۡ فِي مِرۡيَةٖ مِّن لِّقَآءِ رَبِّهِمۡۗ أَلَآ إِنَّهُۥ بِكُلِّ شَيۡءٖ مُّحِيطُۢ ٥٤
Zvirokwazvo, havasi kugutsikana nekusangana kwavo naTenzi vavo (kumutswa kubva kuvafi nekudzokera kuna Tenzi vavo). Zvirokwazvo, ndivo (Allah) vakakomberedza zvinhu zvose!

Changelog