Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute

Ayah by Ayah

Tags

Download Links

A translation of every ayah of the Quran in Shona.

Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute translation for Surah Ash-Shuraa — Ayah 14

42:14
وَمَا تَفَرَّقُوٓاْ إِلَّا مِنۢ بَعۡدِ مَا جَآءَهُمُ ٱلۡعِلۡمُ بَغۡيَۢا بَيۡنَهُمۡۚ وَلَوۡلَا كَلِمَةٞ سَبَقَتۡ مِن رَّبِّكَ إِلَىٰٓ أَجَلٖ مُّسَمّٗى لَّقُضِيَ بَيۡنَهُمۡۚ وَإِنَّ ٱلَّذِينَ أُورِثُواْ ٱلۡكِتَٰبَ مِنۢ بَعۡدِهِمۡ لَفِي شَكّٖ مِّنۡهُ مُرِيبٖ ١٤
Uye havana kupatsanuka kusara kwemushure mekunge ruzivo rwauya kwavari, nokuda kwekupfurikidza mwero pakati pavo. Uye dai risiri shoko rakauya kwavari kubva kuna Tenzi vako kwenguva yakatarwa, dai zvakagadziriswa pakati pavo izvo zvainetsa. Uye zvirokwazvo avo vakagariswa nhaka yeGwaro (Torah neVhangeri) mushure mavo (maJudha nemaKristu) vari mufungidziro zvikuru pamusoro pacho (chi Islaam).

Changelog