Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute

Ayah by Ayah

Tags

Download Links

A translation of every ayah of the Quran in Shona.

Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute translation for Surah Ash-Shuraa — Ayah 18

42:18
يَسۡتَعۡجِلُ بِهَا ٱلَّذِينَ لَا يُؤۡمِنُونَ بِهَاۖ وَٱلَّذِينَ ءَامَنُواْ مُشۡفِقُونَ مِنۡهَا وَيَعۡلَمُونَ أَنَّهَا ٱلۡحَقُّۗ أَلَآ إِنَّ ٱلَّذِينَ يُمَارُونَ فِي ٱلسَّاعَةِ لَفِي ضَلَٰلِۭ بَعِيدٍ ١٨
Avo vasingatendi mairi (nguva yekupedzisira) vanoda kuti ikurumidze, asi avo vanotenda, vanoitya zvakanyanya, uye vanoziva kuti zvirokwazvo ichokwadi. Zvirokwazvo, avo vanopikisa maererano nenguva (yekupedzisira) vari mukurasika zvakanyanya.

Changelog