Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute

Ayah by Ayah

Tags

Download Links

A translation of every ayah of the Quran in Shona.

Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute translation for Surah Ash-Shuraa — Ayah 38

42:38
وَٱلَّذِينَ ٱسۡتَجَابُواْ لِرَبِّهِمۡ وَأَقَامُواْ ٱلصَّلَوٰةَ وَأَمۡرُهُمۡ شُورَىٰ بَيۡنَهُمۡ وَمِمَّا رَزَقۡنَٰهُمۡ يُنفِقُونَ ٣٨
Uye avo vanodaira kudana kwaTenzi vavo (kuti vatende kuti vamwechete uye kuvanamata), uye vachiita Swalaah, neavo vanofambisa nyaya dzavo kuburikidza nekupana mazano, uye vachipa kubva kune izvo zvatakavapa.

Changelog