Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute

Ayah by Ayah

Tags

Download Links

A translation of every ayah of the Quran in Shona.

Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute translation for Surah Ash-Shuraa — Ayah 43

42:43
وَلَمَن صَبَرَ وَغَفَرَ إِنَّ ذَٰلِكَ لَمِنۡ عَزۡمِ ٱلۡأُمُورِ ٤٣
Uye zvirokwazvo ani nani anotsungirira uye oregerera, izvi zvirokwazvo zvinenge zviri zvinhu zvinobva kune zvinokurudzirwa naAllah.

Changelog