Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute

Ayah by Ayah

Tags

Download Links

A translation of every ayah of the Quran in Shona.

Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute translation for Surah Ash-Shuraa — Ayah 5

42:5
تَكَادُ ٱلسَّمَٰوَٰتُ يَتَفَطَّرۡنَ مِن فَوۡقِهِنَّۚ وَٱلۡمَلَٰٓئِكَةُ يُسَبِّحُونَ بِحَمۡدِ رَبِّهِمۡ وَيَسۡتَغۡفِرُونَ لِمَن فِي ٱلۡأَرۡضِۗ أَلَآ إِنَّ ٱللَّهَ هُوَ ٱلۡغَفُورُ ٱلرَّحِيمُ ٥
Matenga anopotsa kupatsanuka pamusoro pawo (nekuda kweukuru hwavo), uye ngirozi dzinorumbidza rukudzo rwaTenzi wadzo, uye dzova dzinokumbirira ruregerero avo vari panyika. Zvirokwazvo, Allah ndivo vane ruregerero rwose, netsitsi dzose.

Changelog