Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute

Ayah by Ayah

Tags

Download Links

A translation of every ayah of the Quran in Shona.

Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute translation for Surah Ash-Shuraa — Ayah 52

42:52
وَكَذَٰلِكَ أَوۡحَيۡنَآ إِلَيۡكَ رُوحٗا مِّنۡ أَمۡرِنَاۚ مَا كُنتَ تَدۡرِي مَا ٱلۡكِتَٰبُ وَلَا ٱلۡإِيمَٰنُ وَلَٰكِن جَعَلۡنَٰهُ نُورٗا نَّهۡدِي بِهِۦ مَن نَّشَآءُ مِنۡ عِبَادِنَاۚ وَإِنَّكَ لَتَهۡدِيٓ إِلَىٰ صِرَٰطٖ مُّسۡتَقِيمٖ ٥٢
Saizvozvo takava tinotumira kwauri (Muhammad (SAW)) Rooh (Shoko uye tsitsi) nekuda kwedu. Hawaiziva Gwaro (Qur’aan) kana kuti chii chinonzi kutenda, asi takariita (Qur’aan) sechiedza chatinotungamidza nacho watinoda kubva kuvaranda vedu. Uye zvirokwazvo, (Muhammad (SAW) uri kutungamirira (vanhu) kunzira yakatwasuka (Islaam).

Changelog