Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute

Ayah by Ayah

Tags

Download Links

A translation of every ayah of the Quran in Shona.

Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute translation for Surah Az-Zukhruf — Ayah 19

43:19
وَجَعَلُواْ ٱلۡمَلَٰٓئِكَةَ ٱلَّذِينَ هُمۡ عِبَٰدُ ٱلرَّحۡمَٰنِ إِنَٰثًاۚ أَشَهِدُواْ خَلۡقَهُمۡۚ سَتُكۡتَبُ شَهَٰدَتُهُمۡ وَيُسۡـَٔلُونَ ١٩
Uye vanoita ngirozi izvo dziri varanda veMupi ane nyasha (Allah), vakadzi. Vakamboona kusikwa kwazvo here? Uchapupu hwavo hwuchanyorwa uye vachabvunzwa!

Changelog