Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute

Ayah by Ayah

Tags

Download Links

A translation of every ayah of the Quran in Shona.

Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute translation for Surah Az-Zukhruf — Ayah 35

43:35
وَزُخۡرُفٗاۚ وَإِن كُلُّ ذَٰلِكَ لَمَّا مَتَٰعُ ٱلۡحَيَوٰةِ ٱلدُّنۡيَاۚ وَٱلۡأٓخِرَةُ عِندَ رَبِّكَ لِلۡمُتَّقِينَ ٣٥
Uye shongedzo dzegoridhe. Asi zvose izvi hapana zvazviri kusara kwemafaro epano panyika. Uye hupenyu hwuchatevera hwuna Tenzi vako ndewe avo vanotya Allah (vanoteerera Allah).

Changelog