Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute

Ayah by Ayah

Tags

Download Links

A translation of every ayah of the Quran in Shona.

Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute translation for Surah Az-Zukhruf — Ayah 48

43:48
وَمَا نُرِيهِم مِّنۡ ءَايَةٍ إِلَّا هِيَ أَكۡبَرُ مِنۡ أُخۡتِهَاۖ وَأَخَذۡنَٰهُم بِٱلۡعَذَابِ لَعَلَّهُمۡ يَرۡجِعُونَ ٤٨
Uye hapana chiratidzo chatakavaratidza asi kuti chaiva chikuru kudarika chimwe chacho, uye takavabata nemarwadzo kuti pamwe vangadzoke (kuchitendero chaAllah, Islaam).

Changelog