Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute

Ayah by Ayah

Tags

Download Links

A translation of every ayah of the Quran in Shona.

Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute translation for Surah Az-Zukhruf — Ayah 61

43:61
وَإِنَّهُۥ لَعِلۡمٞ لِّلسَّاعَةِ فَلَا تَمۡتَرُنَّ بِهَا وَٱتَّبِعُونِۚ هَٰذَا صِرَٰطٞ مُّسۡتَقِيمٞ ٦١
Uye iye (Isa (Jesu)) mwanakomana waMariya (nekuburuka kwake achibva kudenga achiuya pasi pano) achave chiratidzo chinozivikanwa chenguva (zuva rekutongwa). Naizvozvo musave nefungidziro pamusoro paro (zuva rekutongwa). Uye nditeverei (ini Allah)! Iri ndiro gwara rakatwasuka (Islaam).

Changelog