Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute

Ayah by Ayah

Tags

Download Links

A translation of every ayah of the Quran in Shona.

Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute translation for Surah Al-Jathiyah — Ayah 35

45:35
ذَٰلِكُم بِأَنَّكُمُ ٱتَّخَذۡتُمۡ ءَايَٰتِ ٱللَّهِ هُزُوٗا وَغَرَّتۡكُمُ ٱلۡحَيَوٰةُ ٱلدُّنۡيَاۚ فَٱلۡيَوۡمَ لَا يُخۡرَجُونَ مِنۡهَا وَلَا هُمۡ يُسۡتَعۡتَبُونَ ٣٥
Izvi (zvirikuitika) nekuda kwekuti maitora ndima dzaAllah (Qur’aan) sechiseko, uye hupenyu hwepasi hwakakunyengedzai. Naizvozvo, nhasi havambobudiswi mauri (moto) kana kudzorerwa kuhupenyu hwepanyika (kuti vanokumbira ruregerero kuna Allah).

Changelog