Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute

Ayah by Ayah

Tags

Download Links

A translation of every ayah of the Quran in Shona.

Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute translation for Surah Al-Jathiyah — Ayah 9

45:9
وَإِذَا عَلِمَ مِنۡ ءَايَٰتِنَا شَيۡـًٔا ٱتَّخَذَهَا هُزُوًاۚ أُوْلَٰٓئِكَ لَهُمۡ عَذَابٞ مُّهِينٞ ٩
Uye akadzidza zvimwe zvinhu mundima dzedu (dziri muQur’aan), anozvitora sechiseko. Vanhu vakadaro vachava nomutongo unonyadzisa.

Changelog