Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute

Ayah by Ayah

Tags

Download Links

A translation of every ayah of the Quran in Shona.

Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute translation for Surah Muhammad — Ayah 2

47:2
وَٱلَّذِينَ ءَامَنُواْ وَعَمِلُواْ ٱلصَّٰلِحَٰتِ وَءَامَنُواْ بِمَا نُزِّلَ عَلَىٰ مُحَمَّدٖ وَهُوَ ٱلۡحَقُّ مِن رَّبِّهِمۡ كَفَّرَ عَنۡهُمۡ سَيِّـَٔاتِهِمۡ وَأَصۡلَحَ بَالَهُمۡ ٢
Uye avo vanotenda uye vachiita mabasa akanaka, uye vachitenda kune zvakatumirwa kuna Muhammad (SAW), icho chiri chokwadi kubva kuna Tenzi vavo, vachavakanganwira zvitadzo zvavo, uyezve vachaita mamiriro avo ave akanaka.

Changelog