Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute

Ayah by Ayah

Tags

Download Links

A translation of every ayah of the Quran in Shona.

Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute translation for Surah Muhammad — Ayah 20

47:20
وَيَقُولُ ٱلَّذِينَ ءَامَنُواْ لَوۡلَا نُزِّلَتۡ سُورَةٞۖ فَإِذَآ أُنزِلَتۡ سُورَةٞ مُّحۡكَمَةٞ وَذُكِرَ فِيهَا ٱلۡقِتَالُ رَأَيۡتَ ٱلَّذِينَ فِي قُلُوبِهِم مَّرَضٞ يَنظُرُونَ إِلَيۡكَ نَظَرَ ٱلۡمَغۡشِيِّ عَلَيۡهِ مِنَ ٱلۡمَوۡتِۖ فَأَوۡلَىٰ لَهُمۡ ٢٠
Uye avo vanotenda vanoti: “Ko sei chikamu (cheQur’aan) chisingadzikiswi?” Asi kana chikamu chadzikiswa chichitsanangura (zvinhu), uye nekurwa kuchitaurwa machiri, uchaona avo vane chirwere mumoyo yavo (cheunyengedzi) vachitarisa kwauri matarisiro euyo ave kukomoka zvokufa. Asi zvakanga zviri nani kwavari (kuti vateerere).

Changelog