Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute

Ayah by Ayah

Tags

Download Links

A translation of every ayah of the Quran in Shona.

Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute translation for Surah Muhammad — Ayah 32

47:32
إِنَّ ٱلَّذِينَ كَفَرُواْ وَصَدُّواْ عَن سَبِيلِ ٱللَّهِ وَشَآقُّواْ ٱلرَّسُولَ مِنۢ بَعۡدِ مَا تَبَيَّنَ لَهُمُ ٱلۡهُدَىٰ لَن يَضُرُّواْ ٱللَّهَ شَيۡـٔٗا وَسَيُحۡبِطُ أَعۡمَٰلَهُمۡ ٣٢
Zvirokwazvo, avo vasingatendi, uye vanorambidza vanhu nzira yaAllah (Islaam), uye vanopikisa mutumwa (Muhammad (SAW)) mushure mokunge kutungamirwa kwauya pachena kwavari, havasi kana kurwadzisa Allah, uye vachaita (Allah) mabasa avo ave asina maturo.

Changelog