Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute

Ayah by Ayah

Tags

Download Links

A translation of every ayah of the Quran in Shona.

Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute translation for Surah Muhammad — Ayah 36

47:36
إِنَّمَا ٱلۡحَيَوٰةُ ٱلدُّنۡيَا لَعِبٞ وَلَهۡوٞۚ وَإِن تُؤۡمِنُواْ وَتَتَّقُواْ يُؤۡتِكُمۡ أُجُورَكُمۡ وَلَا يَسۡـَٔلۡكُمۡ أَمۡوَٰلَكُمۡ ٣٦
Zvirokwazvo, hupenyu hwenyika ino kutamba chete nekufambisa nguva. Asi kana imi mukatenda (muhumwechete waAllah) nekuvatya nekusiya zvakaipa, vachakupai mugove wenyu, uye havambokukumbirai upfumi hwenyu.

Changelog