Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute

Ayah by Ayah

Tags

Download Links

A translation of every ayah of the Quran in Shona.

Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute translation for Surah Muhammad — Ayah 38

47:38
هَٰٓأَنتُمۡ هَٰٓؤُلَآءِ تُدۡعَوۡنَ لِتُنفِقُواْ فِي سَبِيلِ ٱللَّهِ فَمِنكُم مَّن يَبۡخَلُۖ وَمَن يَبۡخَلۡ فَإِنَّمَا يَبۡخَلُ عَن نَّفۡسِهِۦۚ وَٱللَّهُ ٱلۡغَنِيُّ وَأَنتُمُ ٱلۡفُقَرَآءُۚ وَإِن تَتَوَلَّوۡاْ يَسۡتَبۡدِلۡ قَوۡمًا غَيۡرَكُمۡ ثُمَّ لَا يَكُونُوٓاْ أَمۡثَٰلَكُم ٣٨
Tarisai! Ndimi avo vari kudaidzwa kuti mushandise (hupfumi) hwenyu munzira yaAllah, asi mukati menyu mune vamwe vakaomera. Uye uyo akaomera, zvirokwazvo akaomera iye pachake. Asi Allah mupfumi, uye imi muri varombo. Uye kana mukafuratira (Islaam nekuteerera Allah), vachakutsivai nevamwe vanhu vasiri imi, uye havazoiti semi.

Changelog