Hazvina mhaka kune uyo asingaoni, kana mhaka kune akaremara, kana mhaka kune uyo anorwara (kana vasina kuenda kunorwa). Uye achateerera Allah nemutumwa wavo (Muhammad (SAW)), vachamupinza muParadhiso rine nzizi dzinoerera pasi paro. Asi uyo achafuratira vachamutonga nemutongo unorwadza.