Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute

Ayah by Ayah

Tags

Download Links

A translation of every ayah of the Quran in Shona.

Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute translation for Surah Al-Fath — Ayah 6

48:6
وَيُعَذِّبَ ٱلۡمُنَٰفِقِينَ وَٱلۡمُنَٰفِقَٰتِ وَٱلۡمُشۡرِكِينَ وَٱلۡمُشۡرِكَٰتِ ٱلظَّآنِّينَ بِٱللَّهِ ظَنَّ ٱلسَّوۡءِۚ عَلَيۡهِمۡ دَآئِرَةُ ٱلسَّوۡءِۖ وَغَضِبَ ٱللَّهُ عَلَيۡهِمۡ وَلَعَنَهُمۡ وَأَعَدَّ لَهُمۡ جَهَنَّمَۖ وَسَآءَتۡ مَصِيرٗا ٦
Uye kuti vagoranga vanyengedzi vechirume nevanyengedzi vechikadzi, uye maMushrikoon (vanonamata zvimwe zvinhu kunze kwaAllah kana kuti vachimusanganisa nezvimwe zvinhu) varume nevakadzi; avo vanofunga zvakaipa pamusoro paAllah. Kwavari kuchave nekurangwa kunonyadzisa. Uye Allah vakavatsamwira, uye kuvarengera, uye kuvagadzirira Gehena. Ndiyo mhedzisiro yakashata.

Changelog