Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute

Ayah by Ayah

Tags

Download Links

A translation of every ayah of the Quran in Shona.

Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute translation for Surah Qaf — Ayah 36

50:36
وَكَمۡ أَهۡلَكۡنَا قَبۡلَهُم مِّن قَرۡنٍ هُمۡ أَشَدُّ مِنۡهُم بَطۡشٗا فَنَقَّبُواْ فِي ٱلۡبِلَٰدِ هَلۡ مِن مَّحِيصٍ ٣٦
Uye madzinza mangani atakaparadza mushure mavo ange anemasimba kuvakunda. Uye (apo mutongo wedu wakauya) vakamhanya vachitsvaga rubatsiro kune dzimwe nzvimbo! Vakawana nzvimbo yekuhwanda here (kubva mukuparadzwa)?

Changelog