Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute

Ayah by Ayah

Tags

Download Links

A translation of every ayah of the Quran in Shona.

Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute translation for Surah Qaf — Ayah 39

50:39
فَٱصۡبِرۡ عَلَىٰ مَا يَقُولُونَ وَسَبِّحۡ بِحَمۡدِ رَبِّكَ قَبۡلَ طُلُوعِ ٱلشَّمۡسِ وَقَبۡلَ ٱلۡغُرُوبِ ٣٩
Nokudaro tsungirira (Muhammad (SAW)) mune zvose zvavanotaura, uye rumbidza kurumbidzwa kwaTenzi vako zuva risati rabuda uye risati ranyura (nekuita minamato yeFajr, Dhuhr ne Asr).

Changelog