Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute

Ayah by Ayah

Tags

Download Links

A translation of every ayah of the Quran in Shona.

Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute translation for Surah An-Najm — Ayah 31

53:31
وَلِلَّهِ مَا فِي ٱلسَّمَٰوَٰتِ وَمَا فِي ٱلۡأَرۡضِ لِيَجۡزِيَ ٱلَّذِينَ أَسَٰٓـُٔواْ بِمَا عَمِلُواْ وَيَجۡزِيَ ٱلَّذِينَ أَحۡسَنُواْ بِٱلۡحُسۡنَى ٣١
Uye kuna Allah ndiko kune zviri kumatenga nepanyika, kuti vagopa mugove kune avo vanoita zvakashata neizvo zvavakaita, uye kupa mugove wakanaka kune avo vanoita zvakanaka.

Changelog