Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute

Ayah by Ayah

Tags

Download Links

A translation of every ayah of the Quran in Shona.

Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute translation for Surah Al-Qamar — Ayah 3

54:3
وَكَذَّبُواْ وَٱتَّبَعُوٓاْ أَهۡوَآءَهُمۡۚ وَكُلُّ أَمۡرٖ مُّسۡتَقِرّٞ ٣
Uye vakaramba (Qur’aan) ndokutevera zvido zvavo. Uye zvinhu zvose zvichagadziriswa (zvichifambirana nemabasa, vaiti vemabasa akanaka vachaenda kuParadhiso, uye vaiti vemabasa akaipa vachaenda kuGehena).

Changelog