Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute

Ayah by Ayah

Tags

Download Links

A translation of every ayah of the Quran in Shona.

Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute translation for Surah Al-Qamar — Ayah 31

54:31
إِنَّآ أَرۡسَلۡنَا عَلَيۡهِمۡ صَيۡحَةٗ وَٰحِدَةٗ فَكَانُواْ كَهَشِيمِ ٱلۡمُحۡتَظِرِ ٣١
Zvirokwazvo, takatumira kwavari Saihah imwe chete (murango weruzha rwakanyanya), uye vakabva vaita sokunge mashanga emafuro akaoma.

Changelog