Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute

Ayah by Ayah

Tags

Download Links

A translation of every ayah of the Quran in Shona.

Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute translation for Surah Al-Qamar — Ayah 43

54:43
أَكُفَّارُكُمۡ خَيۡرٞ مِّنۡ أُوْلَٰٓئِكُمۡ أَمۡ لَكُم بَرَآءَةٞ فِي ٱلزُّبُرِ ٤٣
Vari nani here avo venyu vasingatendi (imi maQuraish) pane avo (vari mushure mavo, vanhu vaNowa, Loti, Swaalih, naFarawo avo vakaparadzwa)? Kana kuti imi mune rusununguko rwakanyorwa (kuti hamuzowani chirango) mumabhuku?

Changelog