Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute

Ayah by Ayah

Tags

Download Links

Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute translation for Surah Al-Hadid — Ayah 20

57:20
ٱعۡلَمُوٓاْ أَنَّمَا ٱلۡحَيَوٰةُ ٱلدُّنۡيَا لَعِبٞ وَلَهۡوٞ وَزِينَةٞ وَتَفَاخُرُۢ بَيۡنَكُمۡ وَتَكَاثُرٞ فِي ٱلۡأَمۡوَٰلِ وَٱلۡأَوۡلَٰدِۖ كَمَثَلِ غَيۡثٍ أَعۡجَبَ ٱلۡكُفَّارَ نَبَاتُهُۥ ثُمَّ يَهِيجُ فَتَرَىٰهُ مُصۡفَرّٗا ثُمَّ يَكُونُ حُطَٰمٗاۖ وَفِي ٱلۡأٓخِرَةِ عَذَابٞ شَدِيدٞ وَمَغۡفِرَةٞ مِّنَ ٱللَّهِ وَرِضۡوَٰنٞۚ وَمَا ٱلۡحَيَوٰةُ ٱلدُّنۡيَآ إِلَّا مَتَٰعُ ٱلۡغُرُورِ ٢٠
Zivai kuti zvirokwazvo hupenyu hwepanyika ndehwekungotamba chete, nokuvaraidzwa uye kunakidzwa nekungozvikudza chete pakati penyu, uye kuwanda kwehupfumi nevana. Zvakafanana nemvura inonaya, apo zvirimwa kukura kwazvo kunofadza vanorima; mushure mezvo munozviona zvichiita ruvara rwendarama, zvobva zvaoma zvoita mashanga. Asi muhupenyu hwemangwana kune mutongo wakaoma (kune vasingatendi - vanoita mabasa akaipa), nekuregererwa kubva kuna Allah uye mafaro (aAllah) (kune vatendi - vanoita mabasa akanaka). Uye hupenyu hwenyika ino hunongova kunakirwa kwekunyengedzwa.

Changelog