Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute

Ayah by Ayah

Tags

Download Links

Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute translation for Surah Al-Hadid — Ayah 27

57:27
ثُمَّ قَفَّيۡنَا عَلَىٰٓ ءَاثَٰرِهِم بِرُسُلِنَا وَقَفَّيۡنَا بِعِيسَى ٱبۡنِ مَرۡيَمَ وَءَاتَيۡنَٰهُ ٱلۡإِنجِيلَۖ وَجَعَلۡنَا فِي قُلُوبِ ٱلَّذِينَ ٱتَّبَعُوهُ رَأۡفَةٗ وَرَحۡمَةٗۚ وَرَهۡبَانِيَّةً ٱبۡتَدَعُوهَا مَا كَتَبۡنَٰهَا عَلَيۡهِمۡ إِلَّا ٱبۡتِغَآءَ رِضۡوَٰنِ ٱللَّهِ فَمَا رَعَوۡهَا حَقَّ رِعَايَتِهَاۖ فَـَٔاتَيۡنَا ٱلَّذِينَ ءَامَنُواْ مِنۡهُمۡ أَجۡرَهُمۡۖ وَكَثِيرٞ مِّنۡهُمۡ فَٰسِقُونَ ٢٧
Uyezve takatevedza mushure mavo nevatumwa, uye tikatuma Jesu mwana waMariya, uye takamupa Injeel (Vhangeri). Tikaisa rudo netsitsi mumoyo yeavo vakamutevera. Asi kugara mukereke vachinamata vasingaroori kwavakawedzera, izvo hatina kuvanyorera, asi (vakazviita) vachitsvaga kufadza Allah chete, asi havana kuzviita maitirwo azvinofanira kuitwa. Naizvozvo takapa avo vakatenda mukati mavo mubairo wavo; asi vazhinji vavo vapanduki (vasingateereri Allah).

Changelog