Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute

Ayah by Ayah

Tags

Download Links

Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute translation for Surah Al-Hashr — Ayah 11

59:11
۞ أَلَمۡ تَرَ إِلَى ٱلَّذِينَ نَافَقُواْ يَقُولُونَ لِإِخۡوَٰنِهِمُ ٱلَّذِينَ كَفَرُواْ مِنۡ أَهۡلِ ٱلۡكِتَٰبِ لَئِنۡ أُخۡرِجۡتُمۡ لَنَخۡرُجَنَّ مَعَكُمۡ وَلَا نُطِيعُ فِيكُمۡ أَحَدًا أَبَدٗا وَإِن قُوتِلۡتُمۡ لَنَنصُرَنَّكُمۡ وَٱللَّهُ يَشۡهَدُ إِنَّهُمۡ لَكَٰذِبُونَ ١١
Hauna (Muhammad (SAW)) kuona here vanyengedzi avo vanotaura kune madzikoma avo, avo vasingatendi kubva mune vanhu veBhuku (vachiti): “(Tinopika naAllah!) Kana imi mukadzingwa, zvirokwazvo tichaenda pamwe nemi, uye hatizomboteereri kana ani zvake pamusoro penyu; uye kana mukarwiswa, zvirokwazvo tichakubetserai.” Asi Allah vanopupura kuti zvirokwazvo vanyepi.

Changelog