Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute

Ayah by Ayah

Tags

Download Links

Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute translation for Surah Al-Hashr — Ayah 15

59:15
كَمَثَلِ ٱلَّذِينَ مِن قَبۡلِهِمۡ قَرِيبٗاۖ ذَاقُواْ وَبَالَ أَمۡرِهِمۡ وَلَهُمۡ عَذَابٌ أَلِيمٞ ١٥
Vakafanana neavo mushure mavo venguva yakapfuura yepedyo (maJudha vemhuri yaQainuqa), vakaravira magumo emabasa avo akaipa, uye vachawana (mune ramangwana) mutongo unorwadza.

Changelog