Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute

Ayah by Ayah

Tags

Download Links

Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute translation for Surah Al-Hashr — Ayah 19

59:19
وَلَا تَكُونُواْ كَٱلَّذِينَ نَسُواْ ٱللَّهَ فَأَنسَىٰهُمۡ أَنفُسَهُمۡۚ أُوْلَٰٓئِكَ هُمُ ٱلۡفَٰسِقُونَ ١٩
Uye musaite seavo vakakanganwa Allah, uye (Allah) vakavaita kuti vazvikanganwe pachavo. Vanhu vakadaro ndivo vatadzi (vasingateereri Allah).

Changelog