Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute

Ayah by Ayah

Tags

Download Links

Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute translation for Surah Al-Hashr — Ayah 2

59:2
هُوَ ٱلَّذِيٓ أَخۡرَجَ ٱلَّذِينَ كَفَرُواْ مِنۡ أَهۡلِ ٱلۡكِتَٰبِ مِن دِيَٰرِهِمۡ لِأَوَّلِ ٱلۡحَشۡرِۚ مَا ظَنَنتُمۡ أَن يَخۡرُجُواْۖ وَظَنُّوٓاْ أَنَّهُم مَّانِعَتُهُمۡ حُصُونُهُم مِّنَ ٱللَّهِ فَأَتَىٰهُمُ ٱللَّهُ مِنۡ حَيۡثُ لَمۡ يَحۡتَسِبُواْۖ وَقَذَفَ فِي قُلُوبِهِمُ ٱلرُّعۡبَۚ يُخۡرِبُونَ بُيُوتَهُم بِأَيۡدِيهِمۡ وَأَيۡدِي ٱلۡمُؤۡمِنِينَ فَٱعۡتَبِرُواْ يَٰٓأُوْلِي ٱلۡأَبۡصَٰرِ ٢
Ndivo vakaburitsa avo vasingatendi kubva kuvanhu veBhuku (maJudha emhuri ya Nadheer) kubva mudzimba dzavo pakuunganidzwa kwekutanga. Hamuna kumbofungidzira kuti ivo vachabuda. Uye ivo vaifunga kuti nzvimbo dzavo dzakachengetedzwa dzaizovadzivirira kubva kuna Allah! Asi Allah vakavasvikira (chirango chavo) kubva kune nzvimbo yavakanga vasingafungiri. Uye vakaisa kutya mumoyo yavo kusvika pakuti vakaparadza pokugara pavo pachavo nemaoko avo uye nemaoko evatendi. Zvino torai chidzidzo, imi vane maziso (ekuona).

Changelog