Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute

Ayah by Ayah

Tags

Download Links

Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute translation for Surah Al-Mumtahanah — Ayah 12

60:12
يَٰٓأَيُّهَا ٱلنَّبِيُّ إِذَا جَآءَكَ ٱلۡمُؤۡمِنَٰتُ يُبَايِعۡنَكَ عَلَىٰٓ أَن لَّا يُشۡرِكۡنَ بِٱللَّهِ شَيۡـٔٗا وَلَا يَسۡرِقۡنَ وَلَا يَزۡنِينَ وَلَا يَقۡتُلۡنَ أَوۡلَٰدَهُنَّ وَلَا يَأۡتِينَ بِبُهۡتَٰنٖ يَفۡتَرِينَهُۥ بَيۡنَ أَيۡدِيهِنَّ وَأَرۡجُلِهِنَّ وَلَا يَعۡصِينَكَ فِي مَعۡرُوفٖ فَبَايِعۡهُنَّ وَٱسۡتَغۡفِرۡ لَهُنَّ ٱللَّهَۚ إِنَّ ٱللَّهَ غَفُورٞ رَّحِيمٞ ١٢
Iwe muporofita! Kana vakadzi vanotenda vauya kwauri vachikupa Bai’ah (Mhiko), kuti havasi kuzosanganisa chimwe chinhu naAllah, havasi kuzoba, uye kuti havasi kuzoita cheupombwe, uye kuti havasi kuzouraya vana vavo, uye kuti havasi kuzombotaura manyepo vachinyepa kuti vana vavainavo ndevevarume vavo, uye kuti havasi kuzorega kukuteerera pane izvo zvakana (Islaam), chitambira Mhiko (Bai’ah) dzavo kwauri, uye vokumbira Allah kuti vavaregerere. Zvirokwazvo, Allah vanoregerera zvikuru, vane tsitsi dzakanyanya.

Changelog