Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute

Ayah by Ayah

Tags

Download Links

Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute translation for Surah Al-Mumtahanah — Ayah 6

60:6
لَقَدۡ كَانَ لَكُمۡ فِيهِمۡ أُسۡوَةٌ حَسَنَةٞ لِّمَن كَانَ يَرۡجُواْ ٱللَّهَ وَٱلۡيَوۡمَ ٱلۡأٓخِرَۚ وَمَن يَتَوَلَّ فَإِنَّ ٱللَّهَ هُوَ ٱلۡغَنِيُّ ٱلۡحَمِيدُ ٦
Chokwadi, paive nemuenzaniso wakanaka kwamuri kubva kwavari wekutevedzera, kune avo vanovimba kusanga naAllah uye zuva rekutongwa. Uye uyo anofuratira, zvirokwazvo, Allah ndivo mupfumi (vasina chavanoda), uye vanekodzero yekurumbidzwa chete.

Changelog