Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute

Ayah by Ayah

Tags

Download Links

Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute translation for Surah At-Tahrim — Ayah 2

66:2
قَدۡ فَرَضَ ٱللَّهُ لَكُمۡ تَحِلَّةَ أَيۡمَٰنِكُمۡۚ وَٱللَّهُ مَوۡلَىٰكُمۡۖ وَهُوَ ٱلۡعَلِيمُ ٱلۡحَكِيمُ ٢
Zvirokwazvo Allah vakatokukomekedzai (imi vanhu) kuti musunungure mhiko dzenyu. Uye Allah ndivo muchengeti wenyu, uye ndivo vane ruzivo, uye huchenjeri.

Changelog