Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute

Ayah by Ayah

Tags

Download Links

Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute translation for Surah At-Tahrim — Ayah 6

66:6
يَٰٓأَيُّهَا ٱلَّذِينَ ءَامَنُواْ قُوٓاْ أَنفُسَكُمۡ وَأَهۡلِيكُمۡ نَارٗا وَقُودُهَا ٱلنَّاسُ وَٱلۡحِجَارَةُ عَلَيۡهَا مَلَٰٓئِكَةٌ غِلَاظٞ شِدَادٞ لَّا يَعۡصُونَ ٱللَّهَ مَآ أَمَرَهُمۡ وَيَفۡعَلُونَ مَا يُؤۡمَرُونَ ٦
Imi vanotenda! Zvinunurei imi nemhuri dzenyu kubva kumoto uyo huni dzacho vanhu nematombo, pamusoro pawo pane ngirozi dzakasimba dzakakasharara, dzisingaiti zvokusateerera Allah pane izvo zvaanodzikomekedza, uye dzinoita izvo zvinenge zvakomekedzerwa.

Changelog