Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute

Ayah by Ayah

Tags

Download Links

Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute translation for Surah Al-Mulk — Ayah 1

67:1
تَبَٰرَكَ ٱلَّذِي بِيَدِهِ ٱلۡمُلۡكُ وَهُوَ عَلَىٰ كُلِّ شَيۡءٖ قَدِيرٌ ١
Vakakomborerwa ndeavo mumaoko avo mune humambo wese. Uye vanokwanisa kuita zvinhu zvose (Vane masimba pamusoro pezvinhu zvose).

Changelog