Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute

Ayah by Ayah

Tags

Download Links

Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute translation for Surah Al-Mulk — Ayah 15

67:15
هُوَ ٱلَّذِي جَعَلَ لَكُمُ ٱلۡأَرۡضَ ذَلُولٗا فَٱمۡشُواْ فِي مَنَاكِبِهَا وَكُلُواْ مِن رِّزۡقِهِۦۖ وَإِلَيۡهِ ٱلنُّشُورُ ١٥
Ndivo vakaita kuti nyika ive inozvipira kwamuri (muchifamba nokugara pamusoro payo uye nekuirima), nokudaro fambai munzira dzayo uye idyai zvokudya zvayo. Uye kwavari ndiko kune kumutswa kwenyu.

Changelog