Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute

Ayah by Ayah

Tags

Download Links

Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute translation for Surah Al-Muddaththir — Ayah 52

74:52
بَلۡ يُرِيدُ كُلُّ ٱمۡرِيٕٖ مِّنۡهُمۡ أَن يُؤۡتَىٰ صُحُفٗا مُّنَشَّرَةٗ ٥٢
Asi mumwe nemumwe wavo anoda kuti apihwe mapeji (mashizha) akawaridzwa (achibva kuna Allah akanyorwa kunzi Islaam ndicho chitendero chechokwadi, uye Muhammad (SAW) auya nechokwadi kubva kuna Allah, Tenzi vematenga nenyika).

Changelog