Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute

Ayah by Ayah

Tags

Download Links

Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute translation for Surah Al-Qiyamah — Ayah 20

75:20
كـَلَّا بَلۡ تُحِبُّونَ ٱلۡعَاجِلَةَ ٢٠
Kwete! (Semafungiro enyu, kuti imi (vanhu) hamuzomutswe kubva kuvafi uyezve nekutongwa pamwe nekupihwa mibairo yemabasa enyu), asi kuti munoda hupenyu hwepasi pano.

Changelog