Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute

Ayah by Ayah

Tags

Download Links

Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute translation for Surah Al-Qiyamah — Ayah 36

75:36
أَيَحۡسَبُ ٱلۡإِنسَٰنُ أَن يُتۡرَكَ سُدًى ٣٦
Asi munhu anofunga here kuti achangosiiwa (asina kutongeswa kana kuti asina kurangwa pamwe nekupihwa mibairo yake yezvaaiita naTenzi vake Allah)?

Changelog