Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute

Ayah by Ayah

Tags

Download Links

Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute translation for Surah Al-Buruj — Ayah 13

85:13
إِنَّهُۥ هُوَ يُبۡدِئُ وَيُعِيدُ ١٣
Zvirokwazvo, ndivo vanotanga (mutongo) uye vanodzokorora (mutongo pazuva rekutongwa). (Kana kuti ndivo vanotanga kusika zvinhu zvese, uye vachadzokorora kusika pazuva rekutongwa).

Changelog